Jah Prayzah – Porovhoka Lyrics

Jah Prayzah – Porovhoka Lyrics

Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana
Huh
Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana

Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Waita kaku dhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Unenge bhanan’ana denga rinoridza ngoma
Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh

Zvekuverenga change mubhawa
Iwe zvakasara paya paya
Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Kune mbinga dzema shuwa shuwa iwe
Dzinokanda mawaya waya
Tamba mwana kah tione

Saka cheka vanoda zvinonka
Kune huchi nemukaka nyama nechitaka
Ndinopisa musoro saka
Kaskira kehushasha shasha dzemuchimana
Sugar ndodira ndega

Musandi Porovhoka
Porovhoka
Musandi Porovhoka

Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Musandi Porovhoka
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana
Huh
Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Musandi Porovhoka
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana

Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Waita kaku dhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Unenge bhanan’ana denga rinoridza ngoma
Tamba mwana kah tione

Doro racho tinorimwira mujerikeni
Huh Vavengi vacho vagotigarira nerekeni
Tichavatiza tigovanzvenga pajunction huh
Vana gogo vachingo chonya maBen 10
Mapopo neshampopo fonera chairman
Fumura fumuka jamuka ita
Ita yaunoita
Sugar ndodira ndega

Musandi Porovhoka
Porovhoka
Musandi Porovhoka

Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Musandi Porovhoka
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana
Huh
Zvakanangana zvikaramba zvakanamana
Musandi Porovhoka
Zvikanangana zvikaramba zvakanamana

Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Waita kaku dhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana kah tione Ayeh Ayeh
Unenge bhanan’ana denga rinoridza ngoma
Tamba mwana kah tione

Musandi Porovhoka
Porovhoka
Musandi Porovhoka

YouTube video